Tlhogo sezita
Mataridziko
Tlhogo izita remhuri rinowanikwa muBotswana neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Thapelo Tlhogo; Tshepiso Tlhogo; Thato Tlhogo; Ludo Tlhogo.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.