Tkay Maidza

Kubva Wikipedia
Tkay Maidza

Takudzwa Victoria Rosa "Tkay" Maidza (akazvarwa 17 Zvita 1995)[1] muyimbi, murhepha uye munyori wenziyo weku Ostireriya akazvarwa muZimbabwe.

Bhibhiogirafi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Takudzwa Victoria Rosa Maidza akazvarwa muHarare, Zimbabwe. Vabereki vake vaive mametarurajisti (metallurgist).[2] Muna2001, mhuri yake yakatama kuOstireriya iye anemakore mashanu. Vakagara kuPerati (Perth) neku Karuguuri (Kalgoorlie) kuMadokero eOstireriya ne muWahira (Whyalla) kuOstireriya Chamhembe vasati vamuvha kuAdhiredho (Adelaide) muna 2010.[3] Akapedza kudzidza ku St Michael's College ane makore 16 uye funda akitekicha kuYunivhesiti ye Ostireriya Chamhembe asati atanga kusevenza semuyimbi.[4]

Useza[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Maidza akati anofarira basa ra Nicki Minaj, Santigold, Major Lazer na Lorde.

Dhiskogirafi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ungamhanzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • 2016 - Tkay

EP[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • 2014 - Switch Tape
  • 2018 - Last Year Was Weird (Vol. 1)

Nziyo pachadzo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • 2013 - Brontosaurus
  • 2014 - U-Huh
  • 2014 - Switch Lanes
  • 2015 - M.O.B.
  • 2015 - Ghost
  • 2016 - Carry On (na. Killer Mike)
  • 2016 - Do It Right (na Martin Solveig)
  • 2016 - Simulation
  • 2017 - Glorious
  • 2017 - Bom Bom (na Danny L Harle)
  • 2018 - Flexin (na. Duckwrth)
  • 2018 - White Rose
  • 2018 - Awakw (na. JPEGMafia)

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. http://www.smh.com.au/entertainment/music/tkay-maidza-moving-in-pops-forward-lane-20150415-1mlh9d.html
  2. http://www.smh.com.au/entertainment/music/tkay-maidza-moving-in-pops-forward-lane-20150415-1mlh9d.html
  3. https://www.theguardian.com/music/2014/nov/07/tkay-maidza-on-drugs-drake-and-music-industry-snakes
  4. "Archive copy". Archived from the original on 2021-11-20. Retrieved 2021-11-20.