Tengenene

Kubva Wikipedia

Tengenene izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mwaka Tengenene; Mwewa Tengenene.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Namwanga vanoti eLeza Tengenene (God Most High - Genesis 14:19) kureva Mwari ari Kumusosoro.
  • Namwanga vanoti Muyayaya (adj. eternal, everlasting) kureva nokusingaperi.