Tamanda sezita

Kubva Wikipedia

Tamanda kana Tamandani izita evanhu anowanikwa muMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Tamanda Banda; Tamanda Chirwa; Tamanda Chikopa; Tamanda Msiska.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chewa inoti kutamanda (to applaud; applause, to praise). Sokuti - nditamanda mfumu wangu - ndinorumbidza Ishe wangu.
  • VaChewa vanoti kutama (to praise, to exult with joy; to thank). Mamwe mazwi: kutama kana kupambanitsa (to glorify).