Sylvester Mubayi

Kubva Wikipedia

Sylvester Mubayi muvezi weZimbabwe akaberekwa mugore Ra 1942 .


Mubayi anobva kumaruzevaekwaChiota pedyo neMarondera akashanda giredhi refodya apedza chikoro; muna 1966 akaenda kuSosiberry kunotsvaga basa kunobikwa chibuku. Akabatana nevemunharaunda yezvivezwa Yeku Tengenenge muna 1967 semumwe wenhengo dzayo dzekutanga, uye akazoshanda paWorkshop School yakavambwa naFrank McEwen muVukutu . Akashandawo semuimbi anogara Mubindu rezvivezwa reku Chapungu . Mubayi parizvino anogara nekushanda kuChitungwiza ; zvivezwa zvake zvinofemerwa nengano dzemidzimu nemasimba masimba . National Gallery yeZimbabwe yakaita ongororo yehupenyu hwake muna Nyamavhuvhu 2008 zvichiyemurwa zvikuru.