Sora

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Sora kana masora (Weeds) zvinoreva huswa hwakamera mumunda mahusiri kudiwamo. Varimi vanotema sora vachiitira kuti zvirimwa zvavo zvikure zvakanaka zvisingaite makwikwi pakudya nesora.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Mazwi okuti nangahwa (weed) rinotaurwa mururimi rweMaconde. Kuti izwi iri rine chekuita nezita rokuti Mnangagwa?