Shavi (tsauranisa chirevo)
Mataridziko
Shavi, SHAVI, shavi zvinoreva zvinyorwa zvirizasiyo
Tsika ne Chitendero
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Shavi - kureva mweya, kunyangwe wakashata kana wakanaka. Kune mashavi akasiyana, shavi rerudo, shavi rekuvhima, shavi rehutsinye, kunyangwe shavi re rugare.
- Hushavi, Ushavi - zvinoreva hunhu hwe kushava kureva -trading.
Nyika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Vanhu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vashavi - zvinoreva Sabaeans kana Vanhu veSheba, kana Shabi / Shebha. Raishandiswa wo kureva Varemba nekuti vanhu vechiShavi vekuYemeni vane hukama ne Vashavi.
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |