Shangala sezita
Mataridziko
Shangala izita remhuri rinowanikwa kuNamibia, Zimbabwe, neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Maria Shangala; Edward Shangala; Linnet Shangala; Ismael Shangala, Bernard Shangala.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.