Sangala sezita
Mataridziko
Sangala izita remhuri rinowanikwa muCote d'Ivoire neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Phillipa Sangala; Bibiane Sangala; Tom Sangala; Miriam Sangala.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.