Sambua sezita
Mataridziko
Sambua izita remhuri rinowanikwa muMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Francisco Sambua; Joao Sambua.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu vanoti Sambua (n. margin, band of the beyond, beyond).