Svetuka kuchirochemo

Rwizi Paragwai

Kubva Wikipedia

Rwizi Paragwai (Spe: Rio Paraguay Put: Rio Paraguai, Gua:Ysyry Paraguái) kana Rwizi Paragwayi irwizi huru muchamhembe-pakati kweAmerika Chamhembe, rinomhanya richipinda nemuBhuraziri, Paragwai ne Ajentina. Rinoyerera kufungira makiromita 2,695 (1,675 mi) kubva ku ma-headwaters ayo muMato Grosso steti rechiBhuraziri mumadirano ayo neRwizi Parana kumaodzanyemba eKoriendesi (Corrientes) ne Rhezistenzia (Resistencia).

Mabviro eruzivo:

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

enwiki