Runyoka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Runyoka chirwere chinonzi chinoitika kune munhurume anenge aita upombwe nemukadzi wemunhu akateyewa nemushonga. Kunonzi mushonga werunyoka unoteyewa nemurume anenge achida kudzivisa hupombwe pamukadzi waakaroora.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLozi vanoti lunyoka (n. disease causing total constipation and retention of urine).