Svetuka kuchirochemo

Rumaniko rwe Lon'hu

Kubva Wikipedia

Ruminako rwe Lon'hu (Chirhusi: пролив Лонга; Proliv Longa) mwiri wemvura urere muRufedherari rwe Rhashiya

Dumidzo rezita rokuti Lon'hu kutovodza kapitani wekuvhima manghuma wechiAmerika wainzi Thomas W. Long.

Mumwedzi wa Nyamavhuvhu mugore ra1983, raive nzvimbo yemharadzwa yakakonzera kuteyeka kwengarava dzemakumimashanu muzaya, apo pakaroveka munhu mumwe uye vanhu vakumivatatu vakakuvadzwa.

Rumaniko urwu rwunopatsanura Chitsuwa cha Wirangeli negurunyika ye Sibiri. Yakafaruka kwazvo, uye hupamhi hwayo hwunosvika makiromita ezana nemakuminana-nerimwe (141km), pakati peKabho Bhulosi kumutesvo wechamhembechemadokeri eChitsuwa chaVhurangeli ne Kabho Yakani, makiromita makumimatanhatu-neshanu (65km) kumabvazuva eKabho Bhilin'isi, pedyo ne Gayitikġeleni[C 1] , Chukuchi.

Rumaniko rwe Lon'hu rwunokochekedza Bhahari re Sibiri Mabvazuva ne Bhahari re Chukuchi.

Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  1. Gytkhelen., nokuemwe kupetera tingati kana Gayitihẋeleni