Rukuta sezita
Mataridziko
Rukuta izita remhuri rinowanikwa kuTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Sauumu Rukuta; Nurdini Rukuta; Aisha Rukuta; Sadik Rukuta.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- VaZigula vanoti lukuta (n. a wall) kureva mudhuri. VaRwanda vanoti rukuta (wall). VaKabwa vanoti ukuta (n. wall).
- VaSwahili vanoti kikuta (stone border, masonry enclosure e.g. around a grave) mudhuri wemambwe wakakomba musha kana rinda.
- VaGanda vanoti chikuta (husk, shell, bark of a tree) kureva goko, mashanga kana gwati.
- Luganda vanoti olukuta (n. layer, skin) kureva goko, ganda kana gwati.
- VaGwere vanoti kakuta (n. husk, shell; chaff). VaYao vanoti likuta (a rough shed made of grass).