Rukukwe
Mataridziko
Rukukwe (reed mat) chirukwa ichigadzirwa netsanga kana nhokwe dzinosunganidzwa netambo nhete inonzi mukosi. Tsanga dzinorukaniswa dzakatandarika rukukwe ruchireba pakurukaniswa kunoitwa tsanga seizvozvi.
Rukukwe rwakasakara runonzi rutsekete ,tsapata, rutsapata kana kuti dzapata.
Mhundu (String for sewing sleeping-mats) kureva tambo inorukiswa rukukwe.
Tsumo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Tsapata rukukwe hazvienzane nekurara pasi.
- Kungwara kukosa ngoyi. To be wise is to prepare strings (for a woven bag).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaLenje vanoti pasa kana mapasa (mat made of reeds split and threaded together) kureva rupasa. MaPortuguese vanoti palha (n. straw).
- VaLenje vanoti mucheka (mat of plaited grass strips; mat of split reeds plaited together) vachireva rupasa. VaWabo vanoti bondde (n. mat).
- VaWabo vanoti makukwe (n. mats) kureva rukukwe. Mandinka inoti basoo kana basa (n. mat).
- Yao inoti chipondwa (n. a mat woven of reeds) kureva bonde. Xitsonga inoti xilawu (n. Mat. couch. mattress).
- Zigula inoti kusapuka (be ragged). Mamwe mazwi mcheka (n. rug). Kikongo inoti luandu (mat of split papyrus stems sewn together. Consider: kuanda).