Svetuka kuchirochemo

Tsanga (Dzinde)

Kubva Wikipedia

Tsanga (kureva reeds) kana rushanga uye ruhlanga kukutaura kumwe, madzinde anoita sehuswa hwakasimba uye tsanga dzinomera pane mvura yakawamda mumahombekombe erwizi nemumunzvimbo dzine matoro.

Tsanga dzinoshandiswa kuruka rukukwe.

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGanda vanoti banda kana mabanda (n. reed) kureva tsanga.
  • VaMaconde vanoti inete (n. reed) kureva tsanga.
  • VaTaabwa vanoti litete (n. reed) kureva tsanga.