Svetuka kuchirochemo

Rukau sezita

Kubva Wikipedia

Rukau izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tinashe Rukau; Ruvimbo Rukau; Tarisai Rukau; Tanyaradzwa Rukau.
  • Mazwi ari pedyo: Mukau sezita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikongo inoti lukau, ekau (n. Dividend, donation; a portion, share, an allotment, portion contributed, contribution).