Svetuka kuchirochemo

Rugube

Kubva Wikipedia

Rugube izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Fungayi Rugube, Prosper Rugube; Charity Rugube.
  • Gube, rugube, kana chinyange (Smooth talker who deceives. 2. Confidence trickster) kureva munhu anonyngera nemashoko anofadza vanonzwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGwere vanoti igubbe (stubborn person).