Rubatso

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Rubatso, rudungo kana danda (pledge) apa kureva mari yakavimbiswa kupiwa kubasa riripo pangava paKereke kana pamusha. Vamwe vatauri vanoti pinyoro kureva rudungo - iri izwi rinobva kuchiPortuguese chinoti penhor.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaHerero vanoti otyiyambo (mark of claim; sign; pledge).