Rheza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Rheza yekugusa ndebvu

Rheza kana chisvo (2. Razor - safety or cut-throat; 3. Razor blade) combo chinoshandiswa kucheka kana kuvevura vhudzi.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Heya baravara ndiwo mugariro, kutuka mwene wechisvo ndiwo mano? (Do you think) that the shaved head stays permanently shaved and to scold the owner of the razor is wise?

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaTonga vanoti lunyolo (n. razor) kureva rheza.
  • VaTonga vanopfupisa vachiti ndunyolo kubva pakuti ndu lunyolo.