Portia Zvavahera

Kubva Wikipedia

Portia Zvavahera

Akaberekwa Muna 22 kurume 1985

. Juru , Mu Zimbabwe

Chizvarwa chemuZimbabwe

Dzidzo visual Arts pa National Gallery . Yemu Zimbabwe, mu Harare Polytechnic

Basa mupendi

mibairo Tollman Award yema visual arts Portia Zvavahera Akaberekwa Muna 1985 mupendi wemuZimbabwe.

Hupenyu hwepakutanga[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvavahera akazvarwa muZimbabwe . Akadzidza paBAT Visual Arts Studio paNational Gallery yemu Zimbabwe kubva mugore ra 2003 kusvika Muna 2005 ndokuwana diploma mu visual arts kubva kuHarare Polytechnic muna 2006, uko akadzidziswa nemufananidzi (artist) wemuZimbabwe uye anoita nezvekuprinda anonzi Chiko Chazunguza. Mizhinji yemifananidzo yake inosanganisira block-yakadhindwa zvinhu vachishandisa ingi inobva mu oiri inoshandiswa kudhindiswa.

UpBasa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Muna 2009, Zvavahera anga ari mufananidzi(artist) mu-kugara (rezidhenzi) paGreatmore Studios muCape Town, South Africa. VaZvavahera vakamirira Zimbabwe kumutambo wemakumi mashanu neshanu weVenice Biennale mugore ra 2013 sechikamu chekuratidzira kwaDudziro: Kubvunzurudza Miono yeZvitendero. [1] Akabatana naStevenson, South Africa, mugore ra 2013. Kare, Zvavahera airatidza basa rake kuNational Gallery of Zimbabwe nekuGallery Delta. [2]

Akahwina Mubairo weTollman wekuSouth Africa weVizhuwari Arts mugore ra 2013 uye akahwina zve mubairo wekuSouth Africa weFNB (First National Bank) Art Prize muna 2014. Mugore ra 2017, Zvavahera akapinda mukugara (rezidhenzi) kwemwedzi mitatu kuGasworks muLondon, United Kingdom, achitsigirwa neInstitute ye Contemporary Art Indian Ocean (ICAIO).

  1. Bosho rekududza: Invalid <ref> tag; no text was provided for refs named :2
  2. Bosho rekududza: Invalid <ref> tag; no text was provided for refs named :0