Nzara (ruambamuta)

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuNzara yeKudya)

Nzara bvunzai ma bby eku Karoi high

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaSwahili vanoti zia (waste away, wither, shrink, languish) kureva kuziya nenzara.
  • Mambwe vanoti kuvwa inzala (to be hungry, to feel hungry) kunzwa nzara. VaSango vanoti nzala kureva nzara.
  • VaGiryama vanoti ndzala (scarcity) kureva nzara. Mamwe Mazwi: gumbo (hunger, famine) kureva nzala huru.
  • VaBemba vanoti nsala (Hunger, Famine, Appetite) kureva nzara. VaRwanda vanoti gusonza (to be hungry).