Nyungu sezita
Mataridziko
Nyungu izita rinowanikwa muZimbabwe..
- Vanhu vane zita iri: Caiphe Nyungu; Rugare Nyungu; Taona Nyungu; Raviro Nyungu.
- Mazwi ari pedyo: Kanyungu sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- VaMbukushu vanoti kanyungu (n. cooking pot made of clay).
- Herero vanoti o-nyungu; otyi-nyungu (n. pot, kettle).
- Shimaore vanoti nyungu (n. cooking pot) kureva poto yekubikira.