Nyapara

Kubva Wikipedia

Nyapara izita remhuri rinowanikwa kuKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Sharon Nyapara; Nicodemus Nyapara; Edwin Nyapara; Rogers Nyapara.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Shilluk vanoti Nyapäl (born outside the home) kureva mwana akazvarwa kunze kwemusha.
  • Shilluk vanoti pär (Adj. equal; level; same). Mamwe mazwi: pär (v. to flatten).