Nyanga, Manicaland

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nyanga idhorobha diki-diki riri kumabvazuva pedyo nemuganhu weZimbabwe neMozambique. Riri munyasi Gomo reNyangani. Riri pedyo nemahotera anoti Troutbeck neMonteclare, Juliasdale.Vanhu vemudhorobha iri nemunharaunda vanotaura ChiManyika. Munhauraunda meNyanga ndimo mumuzinda wembatatisi. Michero yakaita semaapuro, mapichisi nemaapirikotsi hazvisi zvenhamo munzvimbo dziri mumakomo akapoteredza Nyanga.