Nyambura sezita
Nyambura izita remhuri rinowanikwa muKenya.
- Vanhu vane zita iri: Nyambura Kanyingi; Precious Nyambura; Georgina Nyambura; Annet Nyambura.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kikuyu inoti nyambura (n. of the rain) kureva wekunaya kwemvura.