Norton, Zimbabwe

From Wikipedia

Norton iguta diki munzvimbo yeMashonaland West, munyika yeZimbabwe pedyo nepurazi rinonzi Porta Farm. Rwendo kubva muguta guru reHarare kune mufambo we makirometer makumi mana (40 Km).

Guta iri rakawana zita iri kubva kumhuri yekwa Norton, vachena vainge vari varimi munzvimbo iyi kubva kuma 1890. Iyezve, guta diki iyi riri pedyo neZvimba, musha we mutungamiriri we nyika yeZimbabwe vaRobert Mugabe.