Svetuka kuchirochemo

Mutume

Kubva Wikipedia

Kuti muone mamwe mashandisirwo endai ku Mutume (tsauranisa chirevo)

Mutume (kureva evangelist, apostle) munhu anotumwa kunoparidza shoko, parizvino ne muchitendero che Ukristu kana Ujudha vatume vanozivikanwa ndivatume vakumimbiri vakafamba ne Ishe Jeso munguva yavo.