Nhoroondo ye Zimbabwe mushure mehukoloni

Kubva Wikipedia

Nhoroondo ye Zimbabwe mushure mehukoloni yaivepo kusvika pakapuhwa statasi ye hukoloni kuRhodhezhiya Chamhembe ne hurumende ye Bhuritani muna 1923.

Undyandyari wekare[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Vaambakare (Vaakioloji) vakawana zvinhu zvemunguva ye Zera re Dombo, zvipendho zvemubako zve Vakhoisan, misoro ye miseve, hari, uye maturusi ehurungudo munzvimbo dzakasiyana dze Zimbabwe, zvichirakidza kuti paimbove nevanhu vaigara po zvuru zvemakore, uye matongo ezvivakwa zvematombo airatidza undyandyari wechimanje. Chiratidzo chikuru chakawanikwa chinoshamisa uye chinodadisa matongo eUmambo hwe Zimbabwe, chimambo che Vashona uye pachiri ndipo pakabva zita rakatumidzwa nyika, akagadzikwa kudhuze ne Masvingo.