Nhango yeChikamu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nhango (a section or part of between nodes) zvinoreva chikamu chingava chenzimbe kana cheranjisi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Lingala vanoti kotanga (to count, to read, to study) kureva kuverenga. Eton vanoti taŋ (n. calculation).
  • Kikongo vanoti ntanga (a counting, a reading) kureva kuverenga. Mamwe mazwi: tanga (v. read, count, enumerate, study) kureva kuverenga.
  • Kikongo vanoti ntangi (reader, learner, student) kureva mudzidzi. Mamwe mazwi: lutangu (n. figure, number).