Nhamba yeAtomu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nhamba yeAtomu (Atomic Number) apa zvichireva nhamba inopangidza chipanda chenhangande yemushonga paChapotera cheNhangande Dzakadevana. Sokuti nitrogen inotora 7 senhamba yeatomu.