Nguvu
Mataridziko
Nguvu izita revanhu rinowanikwa kuTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Nguvu Kamando, Nguvu Tsare, Andrew Nguvu; Hamisi Nguvu.
- Kune masangano anonzi: Nguvu ya Africa; Nguvu ya Mwanamke; Watoto Wenye Nguvu.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaZigula vanoti nguvu (n. strength; power; force; energy; vigor; hardness) vachireva simba.
- VaShambala vanoti nguzu (n. strength) vachireva simba.
- VaShambala vanoti ana nguzu (he has strength) vachireva ane simba.