Nguni sezita
Mataridziko
Nguni izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa, neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Mary Nguni; Carine Nguni; Abigail Nguni; Celestine Nguni.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- VaLamba inoti inguni (n. Honey-bird) kureva tsoro.