Ngozi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Ngozi (Avenging spirits) zvinoreva chiitiko chinotaurwa kumarudzi evatema chokunge munhu akauraiwa nenzira isina kururama omukira avo vakamuuraya kuti atsive rufu rwake. Kumukira vakauraya uku kunonzi kupfuka ngozi.

Chirevo[chinja | edit source]

  • Kugona ngozi kuiripa.
  • Kune nhetembo inozivikanwa zvikuru inonzi Ngozi yerombe igandanzara.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTaita vanoti kukosa (transgress, to sin, to offend, to wrong) kureva kutadzira.
  • VaTaita vanoti mkosi (offender) kureva mutadzi.
  • Vatauri veEkegusii vanoti kosera (to grind), kureva kugaya.
  • Vatauri veDigo vanoti koseka kana kukoseka (to be faulty, to be at fault).
  • Vatauri veDigo vanoti koserwa kana kukosesa (to be wronged by another).