Svetuka kuchirochemo

Nengo sezita

Kubva Wikipedia

Nengo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya, neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Nengo; Wina Nengo; Aisha Nengo; Christine Nengo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Venda inoti nengo (n. gravity; pressure; weight; heaviness; worth) kureva mwero yarehwa iyo.
  • Sangho inoti nengo (n. weight; heaviness; thickness) kureva huremu.