Ndondo sezita
Mataridziko
Ndondo izita remhuri rinowanikwa kuSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Prudence Ndondo; Fanele Ndondo; Chilufya Ndondo.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaVenda vanoti endondo (n. eggplant).