Nchenje sezita

Kubva Wikipedia

Nchenje izita remhuri rinowanikwa muZambia neBotswana.

  • Vanhu vane zita iri: Keoreeditse Nchenje; Bright Nchenje; Teedzani Nchenje; Chandapiwa Nchenje.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Maconde inoti nchenje (n. source of heat and light (sun, fire, torch)). Fananidzai nokuti zhenje?