N'wadhi re Tsumo
Mataridziko
<<<< Mapisarema | >>>> Muparidzi |
---|
N'wadhi ra Tsumo kana Shumo (Chihebheru: מִשְלֵי, Mīšlē, "Tsumo (dza Soromoni)") in'wadhi rechitatu muchikamu chitatu cheKetuvim muBhaibheri rechiHebheru uye in'wadhi muTestamende Yekare ye Chikristu. Parinoshandurwa muChigiriki kana Chiratini, rine dumidzo rakasiyana: muChigiriki Chiseputwaginthi (LXX) rinova Παροιμίαι (Paroimiai, "Tsumo"); muChiratini Chivharuga dumidzo raro raive Proverbia, kubva pamwe chete nepanobva shoko reChingezi.