N'wadhi re Zviungudzo

Kubva Wikipedia
<<<< Yiremiha >>>> Ezekieri

N'wadhi re Zviungudzo (kureva Lamentations, Chihebheru: אֵיכָה, ʾĒḵā, kubva pashoko rinoreva kuti "nei") iunganidzo re nhetembo dzechiungudzo chekuwa kwe Jerusarema muna 586 BCE. MuBhaibheri rechiHebheru rinowanukwa muKetuvim ("Zvinyorwa") sechikamu cheMipumburo Shanu (Five Megillot) pamwechete ne Rwiyo rwa Soromoni, N'wadhi ra Rute, N'wadhi ra Muparidzi, uye ne N'wadhi ra Esiteri kunyangwe pasina raya rekuisa man'wadhi achona. MuTestamende Yekare ye Ukristu rinotevera N'wadhi ra Yiremiha, nekuti Svikiro (Muporofita) Yeremiha ndiye munyori patsika.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]