Svetuka kuchirochemo

N'wadhi ra Maraki

Kubva Wikipedia
<<<< Zakariya >>>> Testamende Itsva

N'wadhi ra Maraki (Chihebheru: מַלְאָכִ֔י, Malʾāḵī) in'wadhi rekupedzsira muNevi'im muTanakh, ndiro n'wadhi rekupadzisira reSvikiro Guminembiri Dzidoko. Mukurongwa kwe Bhaibheri reChikristu, ndiro n'wadhi rekupedzisira muchikamu cheTestamende Yekare uye n'wadhi rokupedzisira mushure mekutanga kwe Testamende Itsva.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]