Ruvimbo

From Wikipedia
(Redirected from Kugondeka)
Jump to navigation Jump to search

Ruvimbo, chigonda (trust) kureva moyo unotenda mune munhu kana boka revanhu kuti vakavimbika pane zvavanoita kana kutaura.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Gonda chako chin'wango, chokukumbira hachina ndima: put your trust in your own tools, an old hoe you borrow from someone is recalled by its owner before you can finish weeding a part of the field.
  • Kugondeka kuna Mwari: to be faithful to God.
  • Mbimba kana manyemwe (Exaggerated self-confidence) Ane mbimba: he is self-assured. Kunozoita inonzi mbimbindoga uyu ari munhu anozvitemba iye pachake.
  • Psalm 146:5, Unomuchena uwo kudetswa kwake ndiMwari waJakobe, uwo gonda rake riri muna Mambo Mwari, Mwari wake: Blessed are those whose help is the God of Jacob, whose hope is in the Lord their God. (kubva muBhaibheri reChiNdau.
  • Ndakagonda munaMambo Mwari: I have trusted in the LORD. (Nduyo 26:1, Bhaibheri reChiNdau.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMambwe vanoti -palila (to hope, rely upon, trust, hope, expectation) kureva kuvimba kana tariro.
  • VaFwe vanoti kusepisa (to promise) kureva kuvimbisa. VaFwe vanoti kusepa kana nsepo (trust, hope) kureva tariro..
  • VaLozi vanoti sepa (v.t. to trust, to be confident in, to rely on) vachireva kuvimba nanhingi. VaLozi vanoti -sepahala (to be trustworthy) kureva kuvimbika.
  • VaLenje vanoti chisepo (Edible wild plants, roots, fruits) vachireva michero yesango inodyiwa.