N'wadhi ra Henoku

Kubva Wikipedia
<<<< Bhaibheri >>>> Henoku II

N'wadhi ra Henoku riMotsi (kana futi Henoku I; Chihebheru: סֵפֶר חֲנוֹךְ, Sēfer Ḥănōḵ; Ge'ez: መጽሐፈ ሄኖክ, Maṣḥafa Hēnok) kana Enoki I, in'wadhi rechinamato rechikare-kare rechiHebheru, rinonzi rakanyorgwa na Henoku (kana Enoki), asekuru-sekuru wa Noa. N'wadhi ra Henoku rinotsanangura zvinyorwa zvisingaoneki kwose-kwose, senge mavambo emadhimoni uye Nafirima, nekuti nei ngirozi dzakawa kubva kudenga, tsananguro yekufanhira kuitikia kwe mafashamo remun'wadhi ra Mavambo, uye kuziva kwesvikiro kuti Muishe aizovuya kunotanga makore mazana. Man'wadhi matatu anopuhwa kuna Henoku, zvichisanganisa Henoku II uye Henoku III, kunyangwezvo man'wadhi ose matatu haanonikwi seman'wadhi emukenoni nevose Vakristu nee Vajudha.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]