N'wadhi ra Henoku riTatu

Kubva Wikipedia
<<<< Henoku II >>>> Apokirifa

N'wadhi ra Henoku riTatu (Chihebheru: ספר חנוך לר׳ ישמעאל כ׳׳ג‬, rinonyorwazve sa Henoku 3 kana III) in'wadhi re apokifira re Bhaibheri muChihebheru. Rinofungirwa kunzi rakanyorwa muZanagore rechiPiri, asi zvinonzi pachokwadi rakanyorwa muZanagore rechiShanu. Mamwe mazita aro anoti N'wadhi re Ngome, Nwadhi raRabbi Ishemahwa Mfundisi wePamusoro uye Chizaruro cha Metateroni.

Zvokuziva[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ishemahwa zvinoreva kuti Ishamael - zita rinoreva kuti "Ishe wanzwa"
  • Ngome zvinoreva palace
  • Metateroni izita rengirozi inonzi Metatron.

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]