Mwanji

Kubva Wikipedia

Mwanji izita remhuri rinowanikwa muZambia neDemocratic Republic of the Congo.

  • Vanhu vane zita iri: Malaika Mwanji; Mwanji Mwanza; Augustine Mwanji.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kimbundu vanoti muanji (intelligent; perceptive; logical).
  • Kimbundu vanoti uanji (n. idea; imagination; intelligence; insight; reasoning, sun).
  • Kimbundu vanoti kuanjika (ambitions; have wishes; crave). Kimbundu vanoti muanji (noise).