Mvuti sezita

Kubva Wikipedia

Mvuti izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Lucie Mvuti; Adolphe Mvuti; Gloriana Mvuti; Carine Mvuti.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Chuabo vanoti ovuta (v. disrespect) kureva kusaremekedza.
  • Chuabo vanoti mvuti (n. ill-mannered person) munhu asingaremekedze.