Svetuka kuchirochemo

Muzungu sezita

Kubva Wikipedia

Muzungu izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Republic of Congo neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Sandra Muzungu; Melody Muzungu; Doreen Muzungu; Chris Muzungu.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kaonde vanoti muzungu (n. traveller - referring to the white man) kureva murwendo.
  • VaZigula vanoti mizungu (n. wits; intelligence; reason, sharpness; intellect; wisdom) kureva hungwaru.
  • VaZigula vanoti mzungu (n. a European) kureva murungu.