Muyambe

Kubva Wikipedia

Muyambe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Samuel Muyambe; Sarah Muyambe; Sarah Muyambe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Bavili vanoti yambe; yambile kana nyambe (v. to become separated).