Muvuso (tsauranisa chirevo)
Mataridziko
Muvusu, MUVUSO, muvuso ishoko reChishona rinoshandiswa kumirira zvirizasiyo:
Sainzi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Muvuso - kureva umambo muupangamutowo wesainzi.
Nyika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Muvuso - kureva Umambo kana sovereign
- Muvuso - kureva steti, mumazuva anhasi nokuti shoko rokuti Umambo ndiro rinosarudzwa kushandiswa panotaugwa nezveUmambo.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
