Svetuka kuchirochemo

Mutwezu sezita

Kubva Wikipedia

Mutwezu kana Mutuezu izita remhuri rinowanikwa muNamibia.

  • Vanhu vane zita iri: Olaga Mutwezu; Mutwezu Katoni; Moesha Mutwezu; Vethakuhe Mutuezu.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. CPane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Herero vanoti omu-tunda kana omutuezu (n. corpulent person). Mamwe mazwi: omundu omutuezu (n. corpulent person).