Mutume (sezita)
Mataridziko
Mutume izita remhuri muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Chipo Mutume; Elizabeth Mutume; Kudzanai Mutume.
- Samutume (n. lead messenger, commissioner).
- Kereke yeRhoma kune rwiyo runoti Samutume waMwari ngaarumbidzwe, Samatenga-tenga.